Nyambo.com
is a part of the Zimbabwean Culture.
Do you know the Shona word "Zame"
Zame ndiye akasika denga
nepasi
Zame is the one who created the heavens and the earth
Genesis 1 verse 1
In the beginning God Created the heavens and the earth
Mavambo 1 verse 1
Pakutanga Mwari akasika denga nepasi
Mwari ndiye mweya mukuru,
akasika denga nepasi, uye ndiye anoraramisa vanhu nezvipuka.
Musiki, Musikavanhu, Musikarudzi, Nyadenga, Samatenga
OUR Father in Shona and
Engish... "live in prayer"
Mateu 6, 9 ; Mathew
5, 9
Jesu akati "Imi namatai nomutoo uyu:
Jesus said "This then is how you should pray"
Baba vedu vari kudenga
Our Father in heaven
Zita renyu rinoera ngarikudzwe
hallowed be your name
Umamba hwenyu ngahuve muvanhu
your kingdom come
Kuda kwenyu ngatuitwe pasi pano sezvinoitwa kudenga
your will be done on earth as it is in heaven.
Tipei nhasi uno zvokudya zvedu zvinotokwanira,
Give us today our daily bread.
Tiregererei pane zvatinokutadzirai,
Forgive us our debts
Sezvatinoregererawo vaya vanotitadzira,
As we also have forgiven our debtors
Musatirega tichiedzwa
And lead us not into temptation
Asi tinunurei pane zvakaipa
but deliver us from the evil one
Nokuti umambo ndohwenyu, namasimba deenyu.
because the power and the glory are yours
Kusvikira rini narini.
For Ever and Ever.
Ameni
Amen